+263 4 741639 info@zncwc.co.zw

Vanotambura VODZIDZA PACHENA

Muchaneta ChimukaKANZURA weWard 5 yekuSt Mary’s, kuChitungwiza, Councillor Catherine Arumando — avo vanomiririra bato riri kutonga reZanu-PF — vari kuita mabasa makukutu ekubatsira vana vanotambura kuburikidza nekuvawanisa dzidzo yepachena. Vana vepachikoro cheDzidzo...

Mwana Akafira ‘cooking oil’

MURUME wekuPenhalonga ari kutsvagwa nemapurisa nemeso matsvuku mushure mekutiza mhosva yaari kupomerwa yekurova muzukuru wake zvakaipisisa izvo zvakazokonzera kuti afe apo akange agubhura netsaona bhodhoro remafuta ekubikisa.Mutauriri wemapurisa kudunhu reManicaland,...

Vana vechikoro vobatsirwa

by Malven MugadzikwaSANGANO remubatanidzwa wemadzimai anobva kumachechi akasiyana muZimbabwe, reDaughters of Virtue (DOV), rinoti vana vanodzidza kumaruwa vanofanira kuwana fundo yakafanana nevari muzvikoro zvemumadhorobha nemaguta, kunyanya munyaya yekushandiswa...

‘Rusarura padzidzo bodo’

Muchaneta ChimukaZVIKORO zvinodzidzisa vana vasinganzwi pamwe nevakaremara mitezo svondo rapera zvakacherechedza zuva reInternational Week of the Deaf pamhemberero dzakaitwa muHarare paine kurudziro yekuti vana ava vanofanira kuwaniswa dzidzo yakaenzana neyeavo vane...

Chirongwa chekupa vana chikafu chosimbaradzwa

by Blessing Chidakwa HURUMENDE inoti yakatenga chikafu chinokosha $17 miriyoni izvo zvichaona vana vechikoro vachiwaniswa chikafu chakakwana pasi pechirongwa cheHome Grown School Feeding Programme (HGSFP). Mashoko aya akataurwa nemutevedzeri wegurukota rezvedzidzo...

Vana vakadzidziswa mabasa.

by Muchaneta Chimuka 09/08/19 BAZI revechidiki, mitambo nekutandara nguva yadarika rakacherechedza zuva revechidiki, reDay of the African Child, pagungano rakaitwa kuChitungwiza apo vana vechikoro – kusanganisara vakaremara mitezo – vakadzidziswa zvakawanda...